Karma lyrics

by

Winky D


[Intro: Winky D]
Nhamo une chitema ndakakutsvakira diprosone
Hona zvangu zvatsvukira saka ndauya kuzokuona

Gafa

[Chorus: Winky D]
Pawaitiwana uchatiwana ikoko, hatisisiko ikoko
Hello nhamo, Gafa radzoka kurecovery
Iwe nhamo hauchapapoya ndava covered
Saka karma, karma
Uchapapoya sei pane madollars
Karma, karma
Itoita soft kunge drink dopaz

[Verse 1: Winky D]
Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvakadhabhula
Waindisweedza nenzara seGafa ndaikudhabhura
Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti habhura kadhabhura
Chiwona kamanje chiGafa chiye chakufura patafura
Pataikukwata tichikutiza takapfuura
Tasimudza musoro zvino tokukwatura

[Chorus: Winky D]
Pawaitiwana uchatiwana ikoko, hatisisiko ikoko
Hello nhamo, Gafa radzoka kurecovery
Iwe nhamo hauchapapoya ndava covered
Saka karma, karma
Uchapapoya sei pane madollars
Karma, karma
Itoita soft kunge drink dopaz
A B C D E F G H I J K L M N O P Q R S T U V W X Y Z #
Copyright © 2012 - 2021 BeeLyrics.Net