Ninja Saturday lyrics

by

Winky D


[Intro]
Maninja (hooo)
Tati takupinda purezha (deng!)

[Hook]
Ininja Saturday mababy murikudei?
Fara kunge une bhavadhe
Ininja Saturday zvamunoda huyai ndikupei
Musanyara munzveve ndiudzei

[Refrain]
Ndinokufadza kunge mwana wechikoro ari paholiday
Ndobva ndakukoshesa kupfuura goridhe
Ndini one chete ninja rinokoshesa Saturday
Pasi rese ndovaudza hava bhilive

[Pre-Verse]
Ndakarova ninja gear (Bhachi nejean)
Vanhu voti inini ndadziya (Pisa ?)
Ingirandi vakundiziva (Club 19)
Vanhu vanoerera ziya (ndapamushini)

[Verse 1]
Kana uchida kuti tipinde tonaz
Fonera the Ninja President monaz
Tichakura taienda kuRumours
Tikazoti kuSynergy tikati Tropaz
Asi
A B C D E F G H I J K L M N O P Q R S T U V W X Y Z #
Copyright © 2012 - 2021 BeeLyrics.Net