Njema lyrics

by

Winky D


[Verse 1]
Tinoona setakasununguka
Tichiti hatina zvinotishupa
Kubatana kwenyama nemapfupa
Asi mweya yakasuduruka
Tava kufamba tiri tega panyama
Tisina anotigeza munyama
Zvatiri nhapwa mukurarama
Kusadziona dzakachena munana

[Chorus]
Njema njema
Njema njema (njema)
Njema njema (njema)
Njema njema

[Bridge]
Dzakambotanga dzakakaka nyama
Iko zvino dzokakata pfungwa
Mukukura ndaingoti munyama
Zvondirwadza pandinozvifunga

[Chorus]
Njema njema (njema)
Njema njema (njema)
Njema njema (njema)
Njema njema
A B C D E F G H I J K L M N O P Q R S T U V W X Y Z #
Copyright © 2012 - 2021 BeeLyrics.Net